Our Story with Tshila:Mutsika nemagariro eChivanhu, chii chinonzi Gona, Dumwa ne Zango? Zvinhu izvi zvino shandiswa chii

Loading player...
Mutsika nemagariro eChivanhu, chii chinonzi Gona, Dumwa ne Zango? Zvinhu izvi zvino shandiswa chii? Munhu wose anokwanisa kuva nazvo here? Pazvitatu izvi zvino kwanisa kusiiranwa here muMhuri, muMusha kana muDzinza? Hurombwa here kuva neGona, Dumwa kana Zango? Join Tshila and Mbuya Muchadura every week as they discuss Zimbabwean culture and heritage. Catch Our Story with Tshila every Monday at 20:30pm only on ZiFM Stereo
8 Apr 2024 2PM English South Africa News · Health & Fitness

Other recent episodes

Chivanhu Chedu with Tsitsi Hope Chiyangwa: KURASIRIRA

In this weeks episode of Chivanhu Chedu, Tsitsi and and Va Chinamhora discuss the topic of KURASIRIRA. Join us weekly every Monday at 20:30pm for all matter to do with Chivanhu Chedu only on ZiFM Stereo
26 Oct 2PM 24 min